[Intro]
Kana uchiona ini ndakasuwa
Kana uchiona ini ndakasuwa
Kana uchiona ini ndakasuwa
Kana uchiona ini
Kana uchiona ini
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze

[Verse]
Kurota here kana ku rotomoka,
I'm checking you from every angle sebhora re soccer,
Slim waist, pretty face ndaita gwirikwiti,
Kana majaya nemadhara chave chipata-pata,
Kari kare pasichigare ndaitema ndogaririra,
Chigagairwa mutsika pano tinhira,
Wandikanda parumana pfungwa dzangu dzaremerwa,
Semombe iri mudope tarira ndagomberwa,
I finna get closer but ndirikutsunzutira,
Ndoda undiwachire zvese nekundiayinira,
Wochinja surname yako woshandisa surname yangu,
Zvese nekwaunogara uchirara pandinorara,
Dai Zvaibvira ndaikupa mari inotenga
Dai Zvaibvira ndoita nyeredzi woita denga
Asika chandinoda pauri iwe hachitengeseke,
Love is priceless!

[Chorus]
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze, ndiudze zvinhu zvinondifadza,
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze, ndiudze zvinhu zvinondifadza

[Verse]
Gal you drop dead, usandiendese ku mortuary,
And you so fly kuita kunge bird sanctuary,
Ndichatokupfimba nemota kwete nechikochikari,
Kana ukatsika tsika tsika ndokuburitsira mari,
Usabhaizwe, ahusi type yepachipari
Even though we've just met ndakutofunga zvemwana,
It's like a twisted fantasy kunge une body ya Rihanna,
Upenyu hwako ifirimu, camera haimbodzime,
Zvekuti ukandida ndichakuperekedza kutsime,
Runako rwako rwunopa nyota mvura unondinwisa,
Apa gumi nefararira dzinotsika ndino bvisa, and
I know uripa college pursuing your career maybe unoda kuita doctor lawyer or engineer,
Gal I'm so in to you like fish in the water,
Yes we run tings in a simple, original and exclusive way, GuruDhara, TShaaaz!

[Chorus]
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze, ndiudze zvinhu zvinondifadza,
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze ndiudze zvinhu zvinondifadza

[Verse]
I know unoda kuvaka musha sezvinoita vamwe vakadzi,
Hey! ndirikuzama ndatadza kubvisa nyadzi,
As with most man hapana chimwe kutsvaga ma guts,
Ndinombokukwata sometimes senge building yeMukwati,
Pandinokuona uchipfuura hana inomira kurova,
Ndokutarisa ndisiri stable neka corner ke ziso rangu,
You put a smile on my face Pandinoona chako chiso,
Saka kana une mumwe dakukupfimba akatarisa, ndokubata akatarisa, ndokutsvoda akatarisa,
Mahaters muriseiko-le'go!

[Bridge]
Woo-o babe huya undilavhe,
Rudo huya ndikupase,
Patichadanana vachaita madness,
Babe huya undilavhe,
Rudo huya ndikupase,
Patichadanana vachaita madness

[Chorus]
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze, ndiudze zvinhu zvinondifadza,
Kana uchiona ini ndakasuwa kana uchizvigona iwe huya undifadze,
Ndibate nditekenyedze ndiudze zvinhu zvinondifadza

Composed by GuruDhara
Written by GuruDhara & T Sheme
Recorded @Mt Zion by T Man
Created and produced by DJ Kulcha @Bektrek Studios, Arizona, USA
©2018
Correct  |  Mail  |  Print  |  Vote

Nditaurire Lyrics

Gurudhara – Nditaurire Lyrics

More Gurudhara lyrics