Ndinoda kuitwa mkwasha wekwa brown
Ammara ndichimupfekedza gown
Matsaga ndobva ndama later down
Ndewe yellow ini ndiri webrown

Ndozvatinoita maghetto yuts
Mababe tino stricker zvisina force
Dziri nyaya dzeskiri hatimbozvitarisire down
Totoda mababe eku uptown

Ndichamuratidza ndine skiri
Ndichitambira hood rake nemavhiri
Everyday anenge akugara ari pandiri
Ndomuda nemoyo wese semadhiri
Plus akatsvuka kunge mhiripiri
I type dzana Pokello
Muviri wese unenge uri yellow
Ndonakirwa achipicker phone oti hello

Hanzi handisi chimoko
Asi ndichai taster chete yemukoko
Anotoda vanorova smart macoogi nema gucci
Alongside ye rolexy watch
Ndobva ndamushower ndine touch
Correct  |  Mail  |  Print  |  Vote

Mkwasha Wekwa Brown Lyrics

Black Spanner – Mkwasha Wekwa Brown Lyrics

More Black Spanner lyrics